Mudzimai weMutungamiri weNyika, Amai Auxilia Mnangagwa, Vanosangana neVakaremara muBulawayo

Your browser doesn’t support HTML5

Mudzimai wemutungamiri wenyika, Amai Auxilia Mnangagwa, vanoudzwa nevakaremara pamwe nevanoshaya kuti havasi kufara nemabatirwo avari kuitwa nehurumende kubva nyika yawana kuzvitonga muna 1980.