Mifananidzo Kubva kuMusangano weUnited Nations weHIV/AIDS

  • Blessing Zulu

Sangano remubatanidzwa wenyika dzepasi rino reUnited Nations riri kuita musangano wakakosha wekudzivirira kupararira kwechirwere cheHIV/AIDS unonzi High Level Meeting on Ending AIDS kuNew York.

HIV-meeting

Izvi zvinonzi zvinoda kuitwa nechimbi chimbi mukati memakore mashanu anotevera.

Chinangwa ndechekuti mugore ra2020 vanhu vasingapfuure zviuru mazana mashanu vasange vatapurirwa hutachiwana hweHIV uye huwandu humwe husafa nezvirwere zvine chekuita neAIDS.

HIV-New York

Chimwe chinangwa ndechekuti vanhu vanorarama neHIV vasabatwe neseri kweruoko varemekedzerwewo kodzero dzavo.

Zimbabwe iri kutungamirirwa negurukota rezvehutano Dr David Parirenyatwa.

Musangano uyu wakatanga neChitatu uchipera nhasi Chishanu.

Muzinda weUnited Nations

Mimwe mifananidzo yapihwa VOA Studio 7 negweta rinorwira kodzero dzevanhu VaDaniel Molokele vanoshanda nesangano reAIDS Accountability International.

Munyori mukuru weUnited Nations VaBan Ki Moon nemutungamiri we U.N. General Assembly Va Mogens Lykketoft

Dr David Parirenyatwa-Gurukota rezvehutano

HIV-New York

HIV meeting

Loyce Maturu- Zimbabwe

Mukuru weUNAIDS VaMichel Sidibé

HIV-1

HIV-New York

hiv-2

hiv meeting

HIV meeting

HIV meeting