Amai Joyce Mujuru Vopa Pfungwa Dzavo paMubatanidzwa weMapato

Your browser doesn’t support HTML5

Mutungamiriri we bato rinopikisa reNational People’s Party kana kuti NPP, Amai Joice Mujuru, vakati ivo vachaisa simba ravo pakubatana ne MDC inotungamirwa na VaMorgan Tsvangirai nekuti VaTsvangirai vane vatsigiri vazhinji uye vane nhoroondo yakasimba yekutungamirira vanhu.