Your browser doesn’t support HTML5
Vanorwira kodzero dzevanhu pamwe nevezvematongerwo enyika nhasi vaparadzana nemumwe airwira kodzero dzevanhu, VaWellington Zindove, avo vakashaya mushure mekurwara nechirwere chegomarara.
Zimbabwe Congress of Trade Unions, ZCTU, inonyorera International Labor Organization, ichinyunyuta nekutyorwa kwekodzero dzevashandi kuri kuitwa nemapurisa muZimbabwe
Mishonga yonetsa kuwana munyika izvo zvava kuisa hutano hwevarwere panjodzi huru
Nyanzvi munyaya dzehupfumi dzekuZimbabwe dzinoita musangano muWashington DC
Dynamos yosangana neTriangle, ukuwo Caps United ichisangana neHarare City mumakwikwi eChibuku Super Cup semi finals
Muchirongwa cheLiveTalk na 8pm tiri kutarisa zviri kubuda mukomisheni iri kutsvaka zvakaitika musi wa 1 Nyamavhuvhu mumigwagwa yemuHarare zvakasiya vanhu vafa mushure mekupfurwa nemasoja
Kana muchida kupinda muchirongwa ichi, kanawo kutumira mashoko kuStudio7, shandisai WhatsApp nhamba dzinoti 001 202 465 0318…
Vanoda kuteerera Studio7, tibateyi na7pm pamasaisai anoti 909 am 4930; 6040, ne 15460 Kilohertz paShortwave mazuva ose.
Munokwanisawo kunzwa Studio7 na6 am - Muvhuro kusvika Chishanu, pamasaisai anoti 909 am, 4930, 7270, ne 9885 Short Wave