Mutevedzeri weMutungamiri weNyika Uye Vari Gurukota rezveHutano, VaConstantino Chiwenga Vobaiwa Nhomba yeCovid-19

  • Thomas Chiripasi

Your browser doesn’t support HTML5

Mutevedzeri wemutungamiri wenyika uye vari gurukota rezvehutano, VaConstantino Chiwenga, ndivo vaita munhu wekutanga kubaiwa nhomba yeCovid-19 vachiteverwa nemutevedzeri wavo, VaJohn Mangwiro, pamwe nevamwe vakoti. Vhidhiyo ina Thomas Chiripasi.