Misangano Yakasheedzerwa Yofadza Vanhu

ရန္ကုန္ၿမိဳ႕ ေျမနီကုန္းအနီး စစ္အာဏာဆန္႔က်င္ဆႏၵျပ ျမင္ကြင္း။

Mumwe wevatevedzeri vemutungamiri we MDC-T, vaNelson Chamisa, vanoti chinhu chikuru chakabuda pamisangano iyi ndechokuti zvakaratidza kuti vanhu vemu Zimbabwe vanogona kutaura nezwi rimwe chete uye vanogona kubatana.

VaChamisa vakaudza Studio 7 kuti zvakaitwa nemauto zvinoenderana nebasa ravo rekuchengetedza vanhu nerunyararo munyika.

Your browser doesn’t support HTML5

Hurukuro naVaNelson Chamisa