Sangano reWorld Food Program Robatsira Vagari vekuMasvingo

Your browser doesn’t support HTML5

Mhuri dzine vanhu vanosvika gumi dzinowana mari inopfuura zana remadhora ekuAmerica, izvo zviri kuita kuti vawane raramo yakanaka sezvo vachitenga chikafu chakawanda kutopfuura vashandi vehurumende.