Vanhu vakawanda vanonzi vakwanisa vanyora bvunzo dzeChirungu nhasi munzvimbo dzakasiyana siyana.Mumwe wevanhu ava, Muzvare Hazvinei Mukarati, avo vanyora bvunzo pachikoro cheMhanyame muChinhoyi, vati vaona zvakakodzera kuti vanyore bvunzo nokuti vanga vakadzigadzirira, Vhidhiyo ina Nunurai Jena.