No media source currently available
Vamwe vagari vemuChinhoyi vanoti havasi kufara nedanho rakatorwa nevamwe vanotengesa hupfu rekuti munhu aburitse chitupa chake kuti atenge hupfu hweRoller meal. Zvitoro zvakaita seN. Richards, Gain Wholesale neOK Zimbabwe vave kutengesera hupfu kune munhu anenge ayine chitupa chete.
Ona Mafungiro
Facebook Forum