Nhasi muchirongwa tichange tichiendera mberi tichiongorora nyaya yezvechirwere cheCoronavirus, tichitarisa zvekare nyaya yekumbunyikidzwa kwekodzero dzemadzimai kunonzi kurikuitika munyika panguva iyo nyika iripakati pechirongwa chelockdown icho chinokurudzira vanhu kuti vagare mudzimba.