No media source currently available
Nhengo yeZanu PF, VaAbsolom Sikhosana, vanovigwa kuHeroes Acre muHarare mutungamiri wenyika, VaEmmerson Mnangagwa, vachikurudzira vanhu kuti vasaratidzire munguya ino yeCovid-19 vachiti kuita izvi kunoisa vamwe vanhu munjodzi. Vhidhiyo ina Thomas Chiripasi.
Ona Mafungiro
Facebook Forum