Accessibility links

Breaking News

Sangano reWorld Food Program Robatsira Vagari vemuChinhoyi Nezve Kudya


Sangano reWorld Food Program Robatsira Vagari vemuChinhoyi Nezve Kudya
please wait

No media source currently available

0:00 0:00:36 0:00

Vamwe vagarii vemuChinhoyi nhasi vatenga zvekudya nerubatsiro rwemari kubva kusangano reWorld Food Program kana kuti WFP. Sangano iri riri kubatsira vanhu vanosvika zviuru makumi maviri nezvitanhatu nemazana manomwe nemakumi mana kana kuti 26 740 kubva mumawadhi gumi mudhorobha reChinhoyi. .

XS
SM
MD
LG