Accessibility links

Breaking News

Vari Kufanotungamira Chimwe Chikwata cheCCC, VaJameson Timba, Vanoti Vanopikisana neHurongwa Hwekuti VaEmmerson Mnangagwa Vatonge Ketatu

Vari Kufanotungamira Chimwe Chikwata cheCCC, VaJameson Timba, Vanoti Vanopikisana neHurongwa Hwekuti VaEmmerson Mnangagwa Vatonge Ketatu
please wait

No media source currently available

0:00 0:00:35 0:00

Vari Kufanotungamira chimwe chikwata cheCCC VaJameson Timba vanoti vanopikisana nehurongwa hwekuti mutungamiri wenyika, VaEmmerson Mnangagwa, varambe vachitonga kunyange hazvo mutemo uchiti vanofanirwa kubva pachigaro muna 2028. VaTimba vanotiwo havasi muhurukuro dzekuumba hurumende yemubatanidzwa.

XS
SM
MD
LG