Accessibility links

Breaking News

Vamwe veVanotengesera muMigwagwa muChinhoyi Vachitiza Mapurisa


Vamwe veVanotengesera muMigwagwa muChinhoyi Vachitiza Mapurisa
please wait

No media source currently available

0:00 0:00:24 0:00

Mapurisa muChinhoyi anonzi ari kudzinga vanotengesera mumigwagwa zvave kuita kuti vaswere vachiita hwakitsi nagonzo. Vanotengesera mumigwagwa vanonzi vari kudzingwawo mumaguta nemadhorobha akawanda munyika pamberi pemusangano weSADC uriko mwedzi uno. (Vhidhiyo naNunurai Jena)

XS
SM
MD
LG