Accessibility links

Breaking News

Gweta reNhengo dzeCCC VaJeremiah Bamu Vanotsanangura Kuti Vavari Kumirira Vachenurwa neDare paMhosva yeKuungana Kumba kwaVaTimba

Gweta reNhengo dzeCCC VaJeremiah Bamu Vanotsanangura Kuti Vavari Kumirira Vachenurwa neDare paMhosva yeKuungana Kumba kwaVaTimba
please wait

No media source currently available

0:00 0:01:34 0:00

Dare ramejastiriti rati VaJameson Timba veCCC nevamwe vavo makumi manomwe nevanomwe havana mhosva yavakapara pamhosva yekuungana yavanga vachipomerwa.Gweta ravo VaJeremiah Bamu vanotsanangura zvabuda mudare. (Vhidhiyo naGodwin Mangudya.)

Forum

XS
SM
MD
LG