Accessibility links

Breaking News

Vanhurume Vokurudzirwa Kuti Vasatye Kuvhenekwa Ropa Kuitira Kuti Vaonekwe kana Vaine HIV/AIDS Senzira yeKuti Vawane Rubatsiro Pachine Nguva


Vanhurume Vokurudzirwa Kuti Vasatye Kuvhenekwa Ropa Kuitira Kuti Vaonekwe kana Vaine HIV/AIDS Senzira yeKuti Vawane Rubatsiro Pachine Nguva
please wait
  • Auto
  • 240p
  • 360p

No media source currently available

0:00 2:34 0:00
  • Auto
  • 240p
  • 360p

VaJewel Garikai vanoti munharaunda yavanogara nedzimwe dzakavapoteredza vamwe vanhurume havasi kufarira nyaya yekunovenekwa ropa nekuti vanotsika pakawanda vasina kupfeka zvinodzivirira kutapurirana kwehutachiwana hweHIV. (Vhidhiyo naCosta Nkomo)

XS
SM
MD
LG