No media source currently available
Zvimwe zvizvarwa zveZimbabwe zvinoshanda kuBotswana zvinoti kunyangwe hazvo zviri kutora nguva ndefu kudhindirwa mapepa ekufambisa pamuganhu wenyika iyi neZimbabwe zvichamirira kusvika zvabatsirwa kuitira kuti zvinge zvave kumusha kune hama neshamwari. (Vhidhiyo naShingirai Madondo)
Ona Mafungiro
Forum