No media source currently available
Gurukota idzva rezvekudyidzana nedzimwe nyika muAmerica VaMarco Rubio vakavimbisa kutora matanho akaomarara pamusoro peChina uye vakavimbisa kusimudzira zvido zveAmerica kunze kwenyika asi havasati vajekesa panyaya yehurongwa hwavo pamusoro peAfrica.
Ona Mafungiro
Forum