Accessibility links

Breaking News

Vamwe Vagari Vekumaruva eMasvingo Vasingaone Vanoti Vanofadzwa neRubatsiro rweZvikwanisiro Rwavakapihwa neMasangano Anobatsira Vakaremara


Vamwe Vagari Vekumaruva eMasvingo Vasingaone Vanoti Vanofadzwa neRubatsiro rweZvikwanisiro Rwavakapihwa neMasangano Anobatsira Vakaremara
please wait

No media source currently available

0:00 0:00:50 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

VaBruce Mushoni, vanove mumwe wevasingaone vari mudunhu reMasvingo vakawana rubatsiro rwezvikwanisiro kubva kumasangano anopa rubatsiro, vanoti vanotenda zvikuru nerubatsiro urwu sezvo rwucharerutsa hupenyu hwavo zvakanyanya. (Vhidhiyo naGodfrey Mtimba)

XS
SM
MD
LG