Accessibility links

Breaking News

Vamwe Vagari vekuDema kwaSeke Vozviriritira neKutakura Zvinhu Pamwe neVanhu neZvimudhudhudhu


Vamwe Vagari vekuDema kwaSeke Vozviriritira neKutakura Zvinhu Pamwe neVanhu neZvimudhudhudhu
please wait

No media source currently available

0:00 0:00:26 0:00
Pekupinda Napo Kuti Muone Zvamuri Kuda

Mumwe wevagari vekuDema kwaSeke kuMashonaland East, VaTirivanhu Chikwava, vanoti zvemudhudhu vakazvitanga nekuda kweshungu dzekuti vawane cheuviri pakurarama nekuda kwekushaya mabasa. Vanoti kutakura zvinhu nemudhudhudhu kwave kuvawana mari. (Vhidhiyo naJeff Moyo)

XS
SM
MD
LG