LiveTalk: The Connection
LiveTalk chirongwa chemaminetsi makumi matatu chinobuda paterevhizheni chamunokwanisa kufona muchipa pfungwa dzenyu. Zvizvarwa zveZimbabwe zviri munyika nekunze zvakasungunuka kuchaya nhare zvichipa pfungwa dzazvo pane zvinenge zvichiitika munyika. Chirongwa ichi chakanangana nekudzidzisa nekupa chayedza kuvateerei panyaya dzakakosha munyika uye tinenge tichitaura nevehurumende, vanopikisa, vakazvimirira voga nenyanzvi mune zvakasiyana siyana. Musakanganwe kuva nesu muchinzwa nekuona chirongwa ichi Muvhuro kusvika Chishanu pamasaisai anoti 1800-1830UTC, kubva nenguva dz8 kusvika 8-30 manheru.
Zvikamu
-
Kubvumbi 30, 2025
LiveTalk
-
Kubvumbi 29, 2025
LiveTalk: The Connection
-
Kubvumbi 25, 2025
LiveTalk
-
Kubvumbi 24, 2025
LiveTalk
-
Kubvumbi 23, 2025
LiveTalk
-
Kubvumbi 22, 2025
LiveTalk: The Connection