LiveTalk
LiveTalk chirongwa chemaminetsi makumi matatu chinobuda paterevhizheni chamunokwanisa kufona muchipa pfungwa dzenyu. Zvizvarwa zveZimbabwe zviri munyika nekunze zvakasungunuka kuchaya nhare zvichipa pfungwa dzazvo pane zvinenge zvichiitika munyika. Chirongwa ichi chakanangana nekudzidzisa nekupa chayedza kuvateerei panyaya dzakakosha munyika uye tinenge tichitaura nevehurumende, vanopikisa, vakazvimirira voga nenyanzvi mune zvakasiyana siyana. Musakanganwe kuva nesu muchinzwa nekuona chirongwa ichi Muvhuro kusvika Chishanu pamasaisai anoti 1800-1830UTC, kubva nenguva dz8 kusvika 8-30 manheru.
Zvikamu
-
Kubvumbi 16, 2025
LiveTalk
-
Kubvumbi 15, 2025
LiveTalk: The Connection
-
Kubvumbi 14, 2025
LiveTalk
-
Kubvumbi 11, 2025
LiveTalk
-
Kubvumbi 10, 2025
LiveTalk
-
Kubvumbi 08, 2025
LiveTalk: The Connection