Kuzviura Roramba Riri Dambudziko Ranetsa Munyika
Vakuru vanoti chakafukidza dzimba matenga sezvo zvinhu zvakawanda zvichiitika mudzimba pasina anenge achiziva kuti chii chiri kuitika. Nyanzvi munyaya dzezvezvirwere zvepfungwa dzinoti kunetsana mudzimba kuri kukonzera kuti vamwe vagume vazviuraya uye nyaya dzakadai dziri kuramba dzichikwira.
Facebook Forum