Studio 7 inotepfenyura zvirongwa zveChirungu, Shona , pamwe neNdebele. Zvirongwa izvi zvinoitwa nevana vemuZimbabwe kuitira kuti vanhu vemuZimbabwe vazvinzwe.
Nguva yeChirongwa Muvhuro-Chishanu
Nguva dzeChinomwe Manheru 19:00
UTC Time: 1700
- Nguva yeChirongwa 30