TV
20:00 - 21:00
Livetalk: The Connection with Mike Hove
Muchirongwa chanhasi tiri kukurukura nevagari vekuKwekwe vechidiki kunyaya vanoita mabasa emaoko, tichizeya nyaya yechirongwa cheCOVID-19 Lockdown, chinokurudzira vanhu kuti vagare mudzimba. Tichange tichitarisawo mabasa ari kuitwa nevechidiki ayo ari kubatsira vanhu panguva iyo nyika iri kuenderera mberi ichirwisa denda reCOVID-19. Munokwanisa kupinda muchirongwa ichi nekutifonera panhamba dzinoti +1-202-619-2077