Advocate Gina Mabwe vanove mudzamai akamira pamberi pedare reConstitutional Court akamirira vaNoah Manyika vebato reBuild Zimbabwe panyaya yakakwidzwa naVaNelson Chamisa kudare guru iri vachiramba zvakabuda musarudzo vanoti kutsungirira kwakakosha muhupenyu. Nyaya ina Marvellous Nyahuye weStudio7.
MDC Alliance yaVaNelson Chamisa inoti haina kuenda kumabiko ekugadzwa kwaVaEmmerson Mnangagwa semutungamiri wenyika sezvo vasiri kuzotambira hutungamiri uhwu. Marvellous Nyahuye weStudio 7 aita hurukuro naVaNkululeko Sibanda mutauriri waVaNelson Chamisa kuti tinzwe kuti seyi vasina kuenda kumabiko.
Vamwe vatsigiri vebato Zanu PF vemuHarare votaura pfungwa dzavo pamusoro pekugadzwa zviri pamutemo kwaVaEmmerson Mnangagwa semutungamiri wenyika. Nyaya ina Kiri Mudzamiri.
Amai Grace Mukonori vanova mumwe weavo vaenda kunotsigira kugadzwa kwaVaEmmerson Mnangagwa semutungamiri wenyika kunhandare yeNational Sport Stadium votaura pfungwa dzavo. Nyaya ina Kiri Mudzamiri.
Vamwe vatsigiri veZanu PF vachifarira kugadzwa kwaVaEmmerson Mnangagwa semutungamiri wenyika. Amai Grace Mukonori vachitaura pfungwa dzavo. Nyaya ina Kiri Mudzamiri.
Vamwe vagari vemuHarare vachitaura wawonero avo pamusoro pekugadzwa kwaVaEmmerson Mnangagwa zviri pamutemo semutungamiri wenyika. VaAbel Mukonori vanopa pfungwa dzavo. Nyaya ina Kiri Mudzamiri.
Vatsigiri veBato reZanu PF votamba vachifarira kugadzwa kwaVaEmmerson Mnangagwa zviri pamutemo semutungamiri wenyika.
Vatsigiri vebato reZanu PF vachitamba kunhandare yeNational Sports Stadium vachifarira kugadzwa kwaVaEmmerson Mnangagwa semutungamiri wenyika.Munowona remangwana renyika rakamira seyi?
Vechiuto vachifora muNhandare yeNational Sports Stadium nhasi pakugadzwa kwaVaEmmerson Mnangagwa semutungamiri wenyika.
Vechiuto vachifora munhandare yeNational Sports Stadium nhasi pakugadzwa kwaVaEmmerson Mnangagwa semutungamiri wenyika.
Vechiuto vachifora nhasi munhandare yeNational Sports Stadium pakugadzwa kwaVaEmmerson Mnangagwa semutungamiri wenyika.
Vatsigiri vebato reZanu PF vachitamba vachifarira kugadzwa kwaVaEmmerson Mnangagwa semutungamiri wenyika kuNational Sports Stadium nhasi. Nyaya ina Thomas Chiripasi.
Rodhai zvimwe