Zimbabwe Yobatana neDzimwe Nyika Dzepasi Rose mukucherechedza Zuva reChirwere cheRurindi
Zimbabwe yabatana nedzimwe nyika dzepasi rose mukucherechedza zuva rechirwere cherurindi kana kuti World TB Day pahurongwa hwaitirwa kuDzivaresekwa muHarare. Vachitaura pahurongwa hweWorld TB Day gurukota rezvehutano Dr David Parirenyatwa vati vanhu vanofanirwa kubatana mukurwisa chirwere ichi.
Facebook Forum