Zimbabwe Yobatana neDzimwe Nyika kuCherechedza Zuva reKuparurwa keBhuku reBraile Rinobatsira Vasingaoni
Mukuru webasa mune rimwe sangano revakaremara re(ZIDAET), Pastor Cover Mugwadi vati bhuku rebraille iri rinodiwa kuzvikoro zvese, zvipatara, zviteshi zvemapurisa nekumwe kwakasiyana siyana sekumatare edzimhosva nekuzvitupa kuti vasingaoni vawane kubatsirwa zviri nyore. Vhidhiyo ina Godfrey Mtimba.