Zimbabwe inonzi iri kuvaka guta rechizvino zvino kana kuti Cyber City remari inosvika mabhiriyoni makumi matanhatu kana kuti US$60 billion uye rinenge riine mahofisi ehurumende nemba yemutungamiri wenyika kana kuti State House zvitsva. Asi vamwe vanoti uku kupedza mari.