No media source currently available
Mutungamiriri wenyika VaEmmerson Mnangagwa vopomera nyika dzekumadokero pamwe nemapato anopikisa mhosva yekushanda pamwechete kuti mitengo yezvinhu ikwire munyika senzira yekuvarwisa kuti vasavhoterwe zvakare musarudzo dziriko musi wa 23 Nyamavhuvhu gore rino.