No media source currently available
Nyanzvi inowongorora zvinoitika munharaunda, VaLuke Chitsike, vachitsanangura zviri kukonzera vechidiki vakawanda kuti vange vasingashuvire kushanda muhurumende, uye kuti seyi vamwe vashandi vemuhurumende vari shoroma kunyange zvinhu zvakaoma. (Vhidhiyo ina Tobias Mudzingwa.)