Nyanzvi munyaya dzezvehutano dziri kuyambira vanhu munyika kuti vanogona kukanganisika pfungwa dzavo uye hutano hwavo nekuda kwekunwa nekuputa zvinodhaka zvakaita se mutoriro", "dombo" kana "guka" ganja cakes, mushonga wechikosoro kana kuti BronCleer (bronco), uye dororakaita se "musombodhiya".