Gamba munyaya dzekurwira rusununguko muSouth Africa, Amai Winnie Madikizela-Mandela, varadzikwa neMugovera kumarinda eFourways muJohannesburg, kuSouth Africa.
Vanhu vakawanda vakabva kumativi mana enyika vakaungana nezuro muOrlando Stadium muSoweto vachirangarira mabasa akaitwa nemurwiri werusununguko muSouth Africa, Amai Winnie Madikizela Mandela, avo vakashaya nemusi weMuvhuro svondo rapera.
Mumwe wevakaronga chirongwa chekuti vaimbi varangarire amai Mafhikizela Mandela, nezuro husiku, Rorisang Tinosiki. Amai Madikizela-Mandela vakashaya gore rapera. Nyaya ina Moreblessing Munjoma.
Vaimbove mutungamiri weSouth Africa, VaJacob Zuma, vamiswa mudare redzimhosva neChishanu vachipomerwa mhosva dzehuori.
Vazhinji vane mabhizimisi muSouth Africa vanoti dambudziko guru nderekuti hurumende yaVaMnangagwa haizi kuvimbisa zvakadzama kuti vari kunze vakadzoka kumusha, vachazokwanisa here kuzovhura mabhizimisi matsva kana kushanda nehurumende murunyararo.
Vanhu vakawanda pasi rose vari kubatana neSouth Africa mukuchema gamba rekurwisa hutongo hwehudzvanyiriri nerusaruraganda kana kuti apartheid Amai Winnie Madikizela Mandela avo vakashaya nezuro masikati muchipatara cheNetcare Milpark Hospital muJohannesburg.
Mumwe wevazukuru Va Amai Winnie Madikizela-Mandela vachitaura nevatapi venhau pamukova wemba yavo, mushure menhau dzekushaya kwambuya wavo. Nyaya ina Moreblessing Munjoma
Mutungamiri weyika yeSouth Africa VaCyril Ramaphosa vachitaura nevatori venhau mushure pekushaya kwaAmai Winnie Madikizela-Mandela nhasi. Nyaya ina Moreblessing Munjoma.
Mhuri ye south Africa ichichema kushaya kwa Amai Winnie Madikizela-Mandela pamba pave mu Soweto. Amai Madikizela-Mandela vashaya nhasi muchipatara muSouth Africa. Nyaya ina Moreblessing Munjoma.
Vaimbi vane mukurumbira muZimbabwe vanosanganisira Jah Prayzah, Tocky Vibes naFreeman, vari kutarisirwa kufadza zvizvarwa zveZimbabwe zviri muSouth Africa nemimhanzi pazoro reEaster.
Mukuru wekambani ye CTI, Va Louw Parsons, vati kambani yavo yabatsira DICAFO nechinangwa chekusimudzira basa rakanaka richazenge richiitwa nesangano iri.
Nhengo dzebato rinopikisa hurumende reMDC-T dziri muSouth Africa neMugovera dzakaparura bazi idzva, mumusha weYeovile muJohannesburg mukuedza kwadzo kusimbisa bato iri munyika yeSouth Africa.
Zvizvarwa zviviri zveZimbabwe zviri muSouth Africa, zvabatana nemakambani matatu emunyika iyi mukuumba sangano richabatsira zvizvarwa zveZimbabwe zviri kunze kwenyika munyaya dzekufirwa pamwe nekuronga zvirongwa zvinounza mari mumhuri. VaAustin Moyo naVaSocks Chikowero ndivo vakaparura chirongwa
Sangano reDiaspora Care Forum, Dicafo, raparurwa zviri pamutemo muJohannesburg kuSouth Africa nemunyarikani waro, VaAustin Moyo, pamwe nemukuru waro mutsva, VaSocks Chikowero.
Mutumbi waVaMorgan Tsvangirai uri kutarisirwa kusvika muZimbabwe mukupera kwesvondo hama dzemufi dzichiti pazvinhu zvinofanirwa kugadziriswa zvakaita semagwaro anodiwa kuitira kuti mutumbi wavo uendeswe kumusha.
Mhuri yeZimbabwe inogara muSouth Africa inoti haisi kuzokanganwa kupera kwegore ra2017 sezvo gore iri raive rimwe remakore akaomesesa zvikuru.
Mutungamiri wenyika, VaEmmerson Mnangagwa, vasangana nezviuru nezviuru zvezvizvarwa zveZimbabwe zviri muSouth Africa vachitaura nazvo pamusoro pemamiriro akaita zvinhu munyaya dzehupfumi.
utevedzeri wemutungamiri weSouth Africa, VaCyril Ramaphosa, vava kutarisirwa kuzoitwa mutungamiri wenyika iyi kana vakakunda musarudzo yemutungamiri ichaitwa. Izvi zvinotevera kukunda kwavakaita musarudzo yemutungamiri webato reAfrican National Council, nezuro.