Chitungwiza Residents Trust, pamwe chete ne sangano rinorwira kodzero dzevanhu, reCitizens Rights Centre, nhasi vari kuparura chirongwa chekupa vanhu zvekudya, chinonzi Porridge For All Children Project, pamwe chete nekubatsira vabereki kuti vawane mapepa ekuzvarwa kwevana vavo.