Vanoona nezvekuburitswa kwemashoko musangano rezimbabwe National Liberation War Veterans Association vavictor Mahiya vomiswa pamberi pedare uku mapurisa achisunga munyori mukuru wesangano iri vavictor Matemadanda
Mutungamiri webato rinopikisa reMovement for Democratic Change, MDC, VaMorgan Tsvangirai, vanoti kusatevedzera gwara rezvehupfumi rakajeka kuri kuitwa neZanu-PF, pamwe nekurwira chigaro chemutungamiri wenyika, VaRobert Mugabe, kuri kupa kuti hupfumi hwenyika huende kumawere.
Vakafanobata chigaro chemutauriri wechikwata chePeoples First, VaRugare Gumbo, vanoti hupenyu hwevaimbova mutevedzeri wemutungamiri wenyika, Amai Joice Mujuru, huri munjodzi nekudaro vanofanira kudzivirirwa sezimai renyuchi.
Amai Gwaradzimba, avo vane makore makumi matanhatu nemaviri, vakamboshanda kumapazi akasiyana siyana eUnited Nations ano sanganisira UN Development Programme
Vachidoma America nezita, VaMugabe vakati havazive kuti chii chaicho chakaitwa neZimbabwe chakatsamwisa America kuti itemere Zimbabwe naivo zvirango.
United Nations yakabvumidzawo vechidiki kuti vapinde mune mimwe misangano gore rino
Vanhu vemuZimbabwe varatidza maonero akasiyanasiyana pamashoko akaturwa nemutungamiriri wenyika VaRobert Mugabe nezuro kumusangano weUnited Nations General Assembly uyo uri kuitwa kuNew York kuAmerica.
Rodhai zvimwe